Used in other entries
“Ku fombora kuchera uchibvisa zviri mukati uchisiya mwena kana mukana, sezvinoita munhu ari kugadzira duri.”
from -fombora“Sekuru vakati muururo unopisa bvovo pamupinyi uchibva waboora¯duri.”
from bvovo“Kana uchi fombodza chinhu unenge uchichichera nechomukati kana kuchibvisa tsvina iri mukati, sezvinoita munhu anenge achigadzira duri kana kuritsvaira.”
from -fombodza“Kuona tsvimborume yoveza duri pane mukadzi wakaida wainoda kuroora.”
from Hombarume kutema tsvimbo / kuona sango kukura