Donhodzo mazwi anonyaradza munhu anenge ane zvinomunetsa. Donhodzo imvura kana chinwiwa chinoita kuti unzwe zviri nani kana wanga wambopiswa zvakanyanya.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.