DuraMazwi
Browse Words
Words

dirawadira

Shona Definition

Dirawadira maitire angafanana nokututidzira mvura kana zvimwe zvinhu, vanhu vachingodiranisa pasina kuchenjerera kuti zvingawandisa kana kuti kwete. Chembere dzakaita dirawadira remvura mumugomo wedoro rikawandisa mvura.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.