DuraMazwi
Browse Words
Words

dhiga

Shona Definition

Kuti dhiga kuisa pasi chinhu chinorema usina hanya, kazhinji uchinge watsamwa. Mukadzi akati mwana pasi dhiga, ndokutanga kukunga zvibhakera.

English Translation

To throw or put down a heavy object carelessly, often when angry. The woman threw the child down, and then started clenching her fists.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.