Used in other entries
“Uyu mweya unoburitswa nemunhu nekumashure, unogona kubuda chinyararire uchiti pfu-u, kana kubuda zvine ruzha uchiti bhu.”
from musudzo“Kuti pfichu kuburitsa mweya unonhuwa chinyararire.”
from pfichu“Kana munhu achiita pfunguramumwoyo anenge achingozviitira zvinhu zvake chinyararire, pasina waanoudza.”
from pfungiramumwoyo“Kuti varavanda kushanda wega chinyararire.”
from varavanda“Kuti busungu kuita zvinhu chinyararire.”
from busungu“Munhu wakadai kana akatsamwiswa anogona kungotsividza chinyararire.”
from Imbwa inogwauta / haina ngozi.