Browse Words
Shona Definition
Iyi imbwa inenge yapindwa nechirwere chinoonekwa yava kupengereka, uye chainokwanisa kupomera chero imwe mhuka yaingaruma. Chigeven'a munhu akaipa mwoyo zvokuti hazvimunetsi kuuraya kana kuita zvinhu zvoutsinye. chigebenga
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“chigeven'a”
from chigebenga“chigeven'a”
from chimbwamupengo