Uku kupa mhinduro uchipindura munyaya isinei newe. Mwana akaita chidavirira vanhu vakuru vachitaura, akazosara orohwa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
“chidavirira”