Used in other entries
“chibvumirano”
from chirangano“Ichi chibvumirano pakati pevaviri kuti vanozopanana chii, kana mumwe nemumwe aitira mumwe wacho chimwe chinhu.”
from matenganagudo“Gumwe chibvumirano chokushanda pamwe chete pabasa rokurima kana rimwewo basa, chinobatsira avo vanenge vabvumirana vacho.”
from gumwe“Ichi chibvumirano chaunobhadharira kuti uzowana rubatsiro kana pava nedambudziko kana kuti paitika tsaona.”
from inishuwarenzi“chibvumirano”
from chitenderano