DuraMazwi
Browse Words
Words

chibviriro

Shona Definition

Kana munhu achiti chibviriro anoreva nguva inenge yapfuura kubva pamavambo pechimwe chinhu.

English Translation

When a person says 'chibviriro', they are referring to the time that has passed from the beginning of something.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries