Uyu munhu anogara achingoita twakawandawanda nguva dzose. Mwana wake chibatebate zvokuti atova nemusha nemotokari munguva pfupi.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.