Cheya mudziyo wokugara ungava wesimbi kana kuti wedanda una makumbo. Mudzidzisi anga akagara pacheya achimaka mabhuku. chigaro
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.