DuraMazwi
Browse Words
Words

-chenjera

Shona Definition

Kana munhu aka chenjera anenge aine ungwaru. Akazvara mwana akachenjera. Ku chenjera kungwarira kuti zvimwe zvinhu zvisaitika. Chenjera kubondera padombo iro.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.