DuraMazwi
Browse Words
Words

-chachura

Shona Definition

Ku chachura kutora zvokudya zvichiri kubikwa pamoto. Tafi zvaakachachura nyama kubva mugapu rainge riri pachoto, vanhu vose vakabva vaziva kuti aikara.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.