Kuti bwazhamu kuputsa chinhu. Akati hari yaambuya vake yavaiumba bwazhamu. Kuti bwazhamu kurova munhu kana mhuka nesanzu diki risina kubviswa mashizha.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.