Ku bwanyudza kutsenga kana kugaya zvinonzikwa nekunze. Kana uka bwanyudza chinhu unenge wachitswanya kuita kuti chinyorovere kana kuchiputsa kuti chive zvidimbu zvidimbu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.