DuraMazwi
Browse Words
Words

bwadabwada

Shona Definition

Kuti bwadabwada kunyorovera nekuda kwekuva nemvura yakawanda. Manhanga aya akawandisa mvura zvekuti paabikwa aita bwadabwada. Kana chinhu chikati bwadabwada chinenge chaibvisa kana kuti chava kutoora, sezvinota michero.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.