Kuti bvuu kubatwa nokutya. Pandakaona shumba, hana yangu yakati bvuu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
“Patanzwa nyaya yomukuwasha akabatwa achiba dovi naambuya, takabva tati bvuu kuseka.”