Ku bvurunyuka kuratidza kusashambidzika kwemunhu. Ku bvurunyuka kusarongeka kwezvinhu zvakanaka. Uswa hwedenga reimba iya hwabvurunyuka pavhuvhuta mhepo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.