Browse Words
Shona Definition
Ku bvundunura zvinhu kuzvikanganisa mamiriro azvo uchitsvaga chimwe chinhu. Ku bvundunura kuburitsa kana kuwana chinhu changa chakavigwa. N'anga inokwanisa kubvundunura zvakavanzika.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.