Browse Words
Shona Definition
Ku bvujunura kusunungura zvanga zvakasungwa, kana kunyonganisa zvanga zvakarongwa zvakanaka, uchitsvaga chimwe chinhu. Bvujunura masaga awo ndiko kuti uwane wachi yako. -vhundunyura .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.