Browse Words
Shona Definition
Kuti bvu bvu bvu kuva neutano hwakadzikira. Muviri wanga wati bvu bvu bvu nokuda kwekurwara. Kuti bvu bvu bvu kuzunza muviri kwechimwe chinhu. Shiri yakati bvu bvu bvu ichibva yabhururuka.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.