Browse Words
Shona Definition
Ku bvorongota kukanganisa rufaro rwevanhu kana mhuka. Chidhakwa ichi chabvorongota muchato wanga uchinakidza. Kana munhu aka bvorongota mumwe anenge amuita kuti asada kuramba achiita chinhu chaanga achiita. Handichatengi motokari nokuti kutaura kwako kwakandibvorongota.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.