DuraMazwi
Browse Words
Words

-bvonyonga

Shona Definition

Ku bvonyonga kudzima moto kana kuukanganisa kubvira. Ku bvonyonga kukurunga mvura kana chimwewo changa chakagarana zvakanaka.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.