DuraMazwi
Browse Words
Words

-bvira

Shona Definition

Kana moto uchi bvira unenge wakabaka. Ku bvira kutangira pane imwe nzvimbo kana imwe nguva. Kubvira zvaakauya gore rakapera haana kuzombodzokera kumba kwavo. - tangira . Ku bvira kugoneka kuitwa kana kugona kuitika kwezvinhu. Zvinobvira kuti utore chikwereti wozobhadhara mari yacho kupera kwemwedzi.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.