DuraMazwi
Browse Words
Words

bvepfepfe

Shona Definition

Bvepfepfe ruzha runobuda kana vanhu vakawanda vachifamba nguva imwe. Bvepfepfe kupfeka-pfeka hembe zhinji panguva imwe chete.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.