Ku buritsa kuisa pamhene chinhu changa chakavigwa kana kuhwanda. Ku buritsa kutaura chinhu changa chisingafanirwe kutaurirwa vamwe. Ku buritsa kudzinga munhu pabasa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.