Browse Words
Shona Definition
Ku bumba mazamu kutanga kuurungana kunoita mazamu emwanasikana kana ava kububudza. Ku bumba kuurungana kunoita mazamu emwanasikana paanenge achikura. Ku bumba kuungana kunenge kuchiita mashizha emuriwo wekabichi kana uchikora. Ku bumba kuungana kunoita chinhu chakaita seropa kana urwa kana munhu akuvara.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.