DuraMazwi
Browse Words
Words

-bonoka

Shona Definition

Ku bonoka kubwaira maziso nokuti wapererwa nemazano. Ku bonoka kupukutika kwetsvina kubva pamuviri kana munhu achigeza.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.