DuraMazwi
Browse Words
Words

-bongora

Shona Definition

Ku bongora kukonzera kuti munhu anzwe kuda zvokudya zvaaona. Ku bongora kubvisa ganda pabazi romuti. -dhomora . Ku bongora kutarisa mukati mechinochengeterwa zvinhu. Bongora mugaba iro uone kana muchine masamba etii.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.