Ku bonda kumhoresa munhu uchiombera maoko zvigunwe zvichienzana, sezvinotarisirwa kuti vanhurume vaite. Mukuwasha anofanira kubonda ambuya, kwete kungovamhoresa nemuromo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.