DuraMazwi
Browse Words
Words

bokoshindi

Shona Definition

Iyi imhomho yevanhu vakawanda vanenge vachiita basa zvisina kunyatsoona kuti zviri kufamba sei, nekuti vanenge vachingoti uyu aita zvake, auya aita zvake.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.