DuraMazwi
Browse Words
Words

bidinu

Shona Definition

Kuti bidinu kuvhukunura chinhu chinorema kubva machanga chiri. Kuti bidinu kuburitsa chinhu changa chakavigwa. Mudzidzisi akati bidinu fodya nedoro zvanga zvavigwa nevana vechikoro. Kuti bidinu kubvanganyura zvinhu zvakawanda pakutsvaga chinhu chauri kuda. Kuti bidinu kubuda kwechinhu mumwena, muswe uri iwo unotanga.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.