DuraMazwi
Browse Words
Words

bhogo

Shona Definition

Kuti bhogo kubika zvinhu zvakawanda nguva imwe, sechibage kana manhanga akawanda. Kuti bhogo kuvhuna ipwa kana nzimbe.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.