Used in other entries
“Ma hanisi itambo dzinosungirwa pamuviri wedhongi kana bhiza kuti rikwanise kuzvuva geja kana ngoro.”
from hanisi“Ku kakatika kumhanya kunoita bhiza.”
from -kakatika“Ku njandaika kukwira mudenga uchimbodzika pasi, sezvinoita munhu akatasva bhiza.”
from -njandaika“Kuti ndyu ndyu ndyu mamhanyiro anoita bhiza richiita mutsindo.”
from ndyu ndyu ndyu“Ku ndyundyudza kumhanya kunoita bhiza kana nyurusi zvichiita mutsindo.”
from -ndyundyudza“Kana waka tasva bhiza unenge wakagara pamusoro paro.”
from -tasva