Browse Words
Shona Definition
Bhera chisimbi kana huta kana chimwewo chinoridzwa kunyevera vanhu pamusoro pezvakasiyana. Pakasvika Mucha auya kuzonditora kuti tiende kumba, akangoridza bhera chete, ini ndichibva ndatotakura mabhegi ndomhanya kumota. dare
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“bhera .”
from huta“Kana bhera rikati ngende rinenge raridzwa kamwe chete.”
from ngende“Ku ngururudza kurira kunoita bhera kana runhare.”
from -ngururudza“Ku pipidza kuridza bhera remotokari.”
from -pipidza“-kava, -bhera, -banha .”
from -punhura“Kana bhera rikati ngende rinenge raridzwa kamwe chete.”
from ngende