Used in other entries
“Matapi idoro rinonwiwa kuti munhu abvise bhabharasi.”
from matapi“Aka kasadza kana kumwewo kudya kunobikirwa murume nomudzimai wake mangwanani-ngwanani zvikuru kana amuka aine bhabharasi ranezuro wacho.”
from kamutsanedako“Zvidhakwa zvinofarira mutetenerwa chaizvo kana zvine bhabharasi.”
from mutetenerwa“Ichi chinwiwa chinodhaka, chinonwiwa magwanani nemunhu akarara akadhakwa, anenge ane bhabharasi.”
from mamutsamwoyo