DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Zvinofa negore / mukonde kufa ziso

Shona Definition

Zvinotora nguva kuti bukira romukonde rife sezvo rakadzivirirwa neminzwa. Vanhu vanotaura tsumo iyi vachinyomba vamwe vanenge vachidada norugare rwavo.

English Translation

The mukonde tree's growing bud is slow to die because thorns shield it; likewise some people seem protected and long-lasting in their comfort.

Cultural Context

“Quoted as a jibe at well-off people who show off their easy circumstances.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.