DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Zvinonyadza mutauri kuti mbudzi yaba nyama iyo imbwa iripo

Shona Definition

Kana munhu akareva nhema dziri pachena anodzoka onyara oga. Vanhu vanobva vomutsiudza netsumo iyi.

English Translation

To say the goat took the meat when a dog was standing right there brings shame on the one saying it.

Cultural Context

“Others quote this at someone telling an obvious lie, so that he is left feeling ashamed of himself.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.