DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Zvinorema / zvinoda makono

Shona Definition

Zvinhu zvakaoma uye zvinenge zviine njodzi zvinoda kuitwa navarume vane simba. Chinhu chakaita sokurwa neshumba hachingaitwi navarume vane hana dzinodedera asi kuti navaya vane mwoyo yakashinga.

English Translation

Heavy or dangerous undertakings require strong, courageous people. Taking on something like a lion is not a job for the faint-hearted but for those with a steady nerve.

Cultural Context

“Said of tasks that carry real risk, to mark them as work only for the bold.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.