Browse Tsumo
Shona Definition
Munhu mukuru anokarira kurayira vaduku pose pose pavanokanganisa, asi paanokanganisawo iye hazvina achareva. Izvi zvinoreva kuti mumwe nomumwe anoda kukanganisa kuri kwake, asi kana kwoitwa nepwere obva adzibudisira ziso.
English Translation
The chief's senior wife's barrenness is a thing nobody may bring up. A fault in a junior gets pounced on at once by an elder; let the elder slip in exactly the same way, and no word of correction will be tolerated.
Cultural Context
“Extended to anyone holding authority: they do as they please, and those below them dare not call them to account.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.