DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Upenzi imhepo / hunofamba nenguva

Shona Definition

Vanhu vanotaura tsumo iyi kutsanangura vaya vamwe vanoti pamwe voita zvakanaka pamwe voita mhosva. Izvi vanenge vachireva kuti kuita kwavo kwakafanana nokwamapenzi anoti pamwe vodzikama, pamwe vopenga.

English Translation

Folly comes and goes like the wind, arriving when it pleases. It describes someone whose behaviour swings without warning, decent one moment and troublesome the next.

Cultural Context

“Said of people of unsteady character, whose conduct is as unpredictable as the weather or a madman's.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.