DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Ukapa munhu gavi refu / mangwana anozvisungirira

Shona Definition

Munhu mumwe nomumwe anofanira kubvumirwa kuita zvinhu zviri pamwero nepfungwa dzake. Kuna vanhu vanoti kana vakabvumirwa kuita zviya zvinhu zvinofanira kuitwa mukuzvibata vanopedzisira vazvikuvadza kana kuita zvinonyadzisa.

English Translation

Each person should only be allowed as much latitude as his own judgement can handle, since some people who are given free rein end up harming themselves or disgracing themselves.

Cultural Context

“Applied when deciding how much freedom to allow someone — for example, a man with little self-control at beer gatherings should only go in trustworthy company.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Usaravidza chembere muto wegwaya / mangwana inofira mudziva

Do not give an old woman a taste of bream sauce, or tomorrow she will meet her death in the pool going after more. Once someone has tasted a delicacy beyond their reach, they will take reckless risks to get it again.