DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Ukama igasva / hunozadziswa nokudya

Shona Definition

Munhu wose anenge ane hama yaanoda anotomutaridza rudo rwake nokumubikira mafundo. Vanhu vanenge vane ukama vanoshanyidzana nokudyidzana kuti ukama hwavo hupfumbe.

English Translation

Kinship on its own is only half a thing; it is completed by sharing food with one another. Visiting and eating together is what makes a relationship whole.

Cultural Context

“Cited where sharing meals is taken as the proof of real kinship, and its absence as a sign that the bond is not genuine.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.