Browse Tsumo
Shona Definition
Nyoka chinhu chinotyisa; kwete kuti ichiri mhenyu chete asi kuti kunyangwe yakafa zvayo. Hapana munhu anoda kusvika pedyo nayo kana kuibata kunyangwe pachidiwa kuonekwa urefu hwayo. Vakuru vaiti kana munhu anozviti ndiye
English Translation
While the snake is lying there in front of you, do not go taking its length with a strip of fibre. Snakes are feared dead as much as alive, and nobody will go near one or put a hand on it simply to find out how long it is.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.