DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Nhoro haimoni nyanga iri panzvimbo imwe chete

Shona Definition

Munhu ndowokushangazhikawo paupenyu hwake. Kufamba kunzvimbo zhinji munhu achitsvaga zvaanoda anodzamara azviwana; kwete zvokugara munhu akazviunganidza panzvimbo imwe chete.

English Translation

A kudu does not grow its curved horns by remaining in one spot. People who move around in search of a better life find new openings and a fuller experience, while never leaving one place makes life flat and dull.

Cultural Context

“Used to encourage moving on or trying new places rather than settling permanently in one spot.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.