Browse Tsumo
Shona Definition
Zvinogona kuitika kuti munhu ari munhamo agowirwa neimwezve panguva iyeyo. Dzimwe nguva matambudziko anoita sezvinonzi anokokorodzana kuzogara pamunhu mumwe chete.
English Translation
One trouble does not keep another away. A person already in difficulty may be struck by a second at the same moment, since misfortunes seem to gather on one head.
Cultural Context
“Used to warn against assuming that having suffered once protects you from further trouble.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.