DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Mwana mumwe chete izai regondo.

Shona Definition

Kana munhu ane mwana mumwe chete anomungwanra chaizvo kudarika uya ana vana vazhinji

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.