DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Mwana wehuku anoguta ndearipo.

Shona Definition

Kana pane chinhu chakanaka chiri pane imwe nzvimbo munhu unofanira kuzvisvikirapo kuti uchionewo pachako.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.