DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Mwana musvinuki ndiye mudyisi wavashe.

Shona Definition

Munhu anogaropara mhosva anoita kuti vamatare vawane mari yomuripo.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.