Browse Tsumo
Shona Definition
Kana chinhu chakurumbira, chonyanya kutaurwa nezvacho ndiyo nguva yachinobva chasvika kumagumo. Munhu akasvika panguva yokufadza vanhu zvakanyanya zvinoreva kuti ava kupedza zvidavado zvake.
English Translation
Once something is on everybody's lips it has already reached its peak and is on the way out. A person at the height of pleasing the crowd is near the end of what he has to offer.
Cultural Context
“Applied to fashions, crazes and popular figures, where one quickly displaces another.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
This is a variant of
Chingoma chiririsi / ndicho chiparukiIt is the drum that booms the loudest that ends up splitting.